Wednesday, September 25

Zimbabweans Auxilia Munangagwa Onzi Seiko Asiri Kumirawo Na Leah Semunhu Wemukadzi Zvakaoma Mufunge

Auxilia urimukadzi rudzii usingamire na Leah shuwa kunyadziswa nemwana wako kuenda pane munhu akambotizira kuGhana .

 

 

 

 

 

Leah ndofunga akungochema kungogarirawo soft life hake .iye jnr ndofunga arikudyiwa blambi nechikapa kuti asave netarisiro naleah Mai Auxilia

 

 

 

 

 

Munangangwa ukaisa action isusu tikupinda mumastreet imba ya Leah haingambopunzike takatarisa

 

 

 

 

 

Tozopindira mujolo takatadza maElections akangobiwa takatarisa 😆🤣ngatishandirei mhuri dzedu vaskana

  • Share: