Wednesday, September 25

Zimbabwean Women Vovenga Pokello From The Most Loved And Peoples Favourite Imi Vanhu Pedzerai Shungu Kuna Munangagwa Auraya Nyika

Ndiri kuona sekuti mamwe madesperate house wife's vakupedzera shungu kunaPokello, why not deal with issues close to u than be on her case always. Let her breathe pliz.

 

 

 

 

Izvezvi uchaona mumwe achiti zete pacomment yangu kuzonditi ndiri smallhouse.Poky musiyeyi veduwee. Akaita Nathan kazoroorwa naElikem. Elikem atawura ega kuti she ws a good wife iye ndiye aive neproblem.

 

 

 

 

 

Saka chashamisa chii kunoita second wife. Uye akatobvisirwa zvinoshamisa nekuti Jnr aida mwana mukomana akamupiwa naPoky. Its not a first or second marriage yaPoky iyi saka hzvina basa izvo.

 

 

 

 

 

 

 

Siyayi munhu aite life yake and hasiriye ari kubira nyika ari kungodyawo achishandiswawo saka fair deal. Tsamwirai ED nevana vake period! Leah haasi a saint she is a business partner naZozo kutravel agency yavo. Anotobirawo nyika. Saka siyayi Poky adye

  • Share: