Sunday, September 29

Zim woman based in SA claims "Ndinodananane njuzu "in Cape Town Sea Point beach

Facebook diaries: Zim woman based in SA claims she dating a mermaid in Cape Town Sea Point beach. Yesterday Facebook was shaken after a woman (Zimbabwean) residing in South Africa’s Cape Town City revealed that she is crazy and head over heels in love with a mermaid of the Cape Town Sea Point beach. She revealed the news in a Facebook group called Deep Secret and Confession which is currently growing very well. The Facebook page has over 303 K members and after this latest confession, we are sure the members will increase. So if you are doubting the story from us here is the words the lady said as she narrated her ordeal…

Ndini mukadzi anogara Capetown Sea point

Ndambouya nenyaya nguva yepera ndichiti ndirikudanana nenjuzu. Kubva zvakanyangarika hazvadzi yangu kuSea point beach mumvura akasadzoka.

Nanhasi handisati ndaroorwa. Ndatova neShavi rekuti ndinofanirwa kuenda kuSea point beach ndonogara padombo makuseni kana manheru. Dzimwe nguva ndinonzwa izwi rehanzvadzi yangu yakanyangarika 10years back.

Mazuva andinoshuva murume ndomazuva andinodzwa kuda kuenda kubeach zuva roda kubuda kana rovira

.

Asi manheru iyayo ndinozonzwa ndichirarwa.

Chakundinetsa ndechekuti lockdown payakatanga mari yerent yakandinetsa ndikamboenda kulocation.

Ndikarwara kusvika pakuda kufa.

Vakafamba neni zvikanzi handifanirwe kugara kure neSea.

Worse ndinofanirwa kugara pakatsakatikira hazvadzi yangu.

Kusvi zviripo zvinoda kugadziriswa pachivanhu.

Ini ndinombofunga kuti pane akashinha. Nekuti kaupenyu kandiri kurarama kari kurwadza.

Dzimwe nguva ndinombofunga kutora upenyu hwangu.

Marent ekuSea Point arikundikunda.

Kana paine akambosangana nazvo muupenyu ndiuudze makazvikunda sei.

Kungoenda kure negungwa ndinodzwa kurwara zvekudafa kufa .kugodzoka kuSea point unotondishaya kuti ndiye munhu airwara here. Nguva zhinji kungorota ndirimumvura nenjuzu dzakawandisa. Ndinotorota zvinhu zvemasure ndinotozoona kuti kurota ndapepuka .

Ndibatsireiwo veukama 

  • Share: