Monday, May 06

Watch:Mupostori Aita Mbiri Yekurara Nevakadzi Vevanhu Ku CT Kraaifontein Opondwa Kusvika Ati Tasa Zvionerewo

Watch:Mupostori aita mbiri yekurara ne vakadzi ve vanhu ku CT Kraaifontein abatwaKraaifontein Cape Town nzvimbo iya inofananidzwa neyainzwi Gomora mu bhaibheri

Hakuna zuva rinodarika pasina kuitika any scandals dzingori nyaya dze mjolo dzema Zimbabwean

 

 

 

 

 

 

Zvinonzi ukaenda ku Kraaifontein ukabatidza phone yako wotanga kutora video unotobvako watove ne movie rakoNhasi Tikukupai video ra Madzibaba avo vaita mbiri yekutsotsa Madzimai evanhu,varohwa kunge nyoka yapinda mumba zvinosiririsa

 

 

 

 

 

 

 

Mumwe wevamwe varume aidyirwa mukadzi wake akasvika pakurambama ne wife achibva atora mumwe mukadzi we piri,but hazvina kumisa madzibaba ku tsotsa mukadzi we piri zvakare

Zvizere watch the video below and for m

  • Share: