Sunday, October 27

Warrant Of Arrest For UK Based Zimbabwean Music Promoter KayCee Kudzaishe Chipadza Issued

Arrest Warrant For UK Based Zimbabwean Music Promoter KayCee  Kudzaishe Chipadza  Issued 

 


Update ya andile wekwa Kaycee. Saka sis melly var kuti pana mupurisa amuphonera kubva Ku South Africa Nenyaya ya andile

 

 

Melly akatiudza mazuva apera kuti andile sends Ku police to report akanzi adzoka mangwana sons captain nekuti nyaya iyi inoda vakuru. Andile akaenda kunoona captain zuva rekutanga akavashaiwa akadzovaona the second day captain Ava. 

 

 

The following day yacho andile met with the captain vakagara pasi with two other female police officers. Andile uyu akanzi na captain chitipa police case number apa Sisi Havana. Zviri kunzi andile aifanira to open a case Ku UK kwete zvakaita kuti just reporting asina kuvhura case kumapurisa. 

 

 

Saka ini short Sisi melly vakaudzwa kuti andile aifanira to open a case against Kaycee than stay in the UK until nyaya ya enda Ku court kana achidzodzoka Ku south Africa but nyaya unenge yava Kuma courts. So sis andile Ku UK akaudza mapurisa nyaya yake chete but haana open case zvake. 

 

 

 

Andile did not open a case saka captain vakati nyaya yako inonetsa nekuti kudai pane case number taitangira ipapo manje dololo. Saka andile hanzi she was referred Ku organisation unokwanisa kumudzoka Ku UK kuti atanga process of reporting her case plus zvanzi she is having counselling ikoko futi. Saka ndiyo update yacho

  • Share: