Tuesday, September 17

Varoyi Variko Chokwadi

Mai Rasy's Diaries nematambudziko. Mhsrip 🕊️🕊️🕊️Aaaa ko chii nhymi munhu aitozvitambira musi uno ,yaaa kunze kunevaroi veduwee but tongoti MHSRIP

V

 

 

 

 

 

agwadziwa varoyi vkaty ungatengerwa sofa nekubhedha toda kuona ukazvigara😭😭😭😭😭😭Ane zvivindi mukadzi uyu,kana Zimbabwe anogona kuisunungura ari oneI think social media siirayi majokes necomedy zvekunanika

 

 

 

 

ma achievements nemawandiro evaroyi haa siyai henyuUmmm munhu aitotamba apo vanhu vanoroya veduwe.Wotodemba kuti dai vasina kumbotenga or dai vakatenga mbijana mbijana

#fambazvakanakaVagwadziwa varoyi vkaty ungatengerwa sofa nekubhedha toda kuona ukazvigara😭😭😭😭😭😭

  • Share: