Friday, September 27

Vanhu Voti Baba Guti Vatofa Vasina Kubhadhara Chikwereti Chenyika Mari Ku RBZ Yavakatora Ndozvirikutirwadza

Chirikutirwadza senyika haruzi rufu rwake but kuti afa achiramba kudzosera loan yaakatora kuRBZSaka achapinda denga racho ndiani?muzimbambwe ukasaba guys nekuita huwori unofa nenzaraImi vana vapapa ndekupi kwamakamboona munhu afirwa achibata phone mukwane imi chimbochemai papa venyu uko πŸ™„πŸ™„πŸ™„πŸ™„πŸ™„Vana vaani vari kutuka muComment section.

Zvirokwazvo vari kuchema zvomene havasi kuwanikwa mumaStreets.

Apo muzvipoko muno πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚.Loan haina basa vazhinji vakatadza kudzidzosera. At least havana kumbobira sangano sevamwe plus vanga vasina drama sevamwe. Ngatichemei 50bidza zveloan kana neni ndogona kutorawo ndotadza kuidzosera.

  • Share: