Madam Boss murikukanganwa kuti hamuna kana talent, kuimba zvaingovawo zvekuti umwe wedu, kutamba munotambisa one body part, maskit kana ari seayo munozvizivira..even talent rekubika kwacho kwamuri kutiratidza apana but grace ne support yevanhu
ndodzakakusvitsai pamuri apa. Musatigangira mhani ipai Chipo Mari yake. Zvekushop kunokupai ma6k mazvideleterei if you meant well. Ipai mwana Mari yake ukoMhofu makapusa,today maratidza kuti hamuna maballs.Why can’t you explain zvonzwika pane kuita hasha.Kuzungaira ndiwe chikukuvata chemurume.Mhofu you didn't split facts, sezvo manga makushanda mese ndiani akamonitiza page wamai truster uye ari kunyika ipi?? Nekuti mati muZim hamuna monetization unototsvaga waunotruster makatsvaga ani cause it seems you already know this persons details nekuti iye mupage haamo.
Saka chipo zvaane chikomboni does that give you a right to take advantage Hodzeko. Now makuti mukuda evidence yekwaienda mari yet she already removed that account mukuziva v11 raenda, ko zvamamboti munogona mune vanhu vakawanda so how are you sure kti UK hakuna munhu
aimutumira mari nekuti mati akadhakwa ne mbanje and UK hakuna munhu aiisa mari. Mamboda kurasirira ketty nekuti manzwa aipinda mupage mukamutya, but 1 day achakubvarurai hake kettyWhy nhasi mazouya ne side of the story 🤔He was very quick to respond and hasha