Wednesday, September 25

Vanhu VeMasvingo Vakuda Kutogara Mukadzi Wa Garry Nhaka

Sevarume vemu Zim tikutiwo the Surviving Brother ngaagare nhaka!!

 

 

 

 

Rega ndikudzidzise munyori panyaya yenhaka,unoziva here kuti muma family pane munhu akatonzi haagare nemurume zvemakore hobho?

 

 

 

 

Ko kana mukadzi ane zvekwake zvisingade agare nemurume ukuda bamunini vagofa ini handisi kuti ndizvo zviripo asi bamunini ngavaite mhuri yavo not kuzogara namaiguru semukadzi aiwa bodo

 

 

 

 

 

 

Instead of these men saying guys nyaya yezvipatara zvakadhakwa iyi ngaichipera toita sei murikungofunga nyaya dzekugara nhaka I swear I'm not Zimbabwean mafungiro evanhu vedu so dumb Bro so chuuppiiddd🙄🙄🙄🙄🙄Siyanai nemkadzi uyu plis yu don't know what she's going through 😭it's not easy kutakura mutoro unorema kudaro at her age

  • Share: