Tuesday, September 24

Vanhu Vave kungouraiwa Semge Huku Mu Zimbabwe Dr Bonji Bullets family Zvarwadza Vakapondwa Ku Domboshava

Rest in Peace Doctor bonji internment studio 

This life ma1R.I.P Dr bonji Bullets family zvarwadza izvi mmmmmm

 

 

 

 

#vakapondwa kudomboshavaHaaa zvakaoma mublaz aibika ndandi dzema mixtape ku bullets family

 

 

 

 

Rest easy BonjiHaaa ndabatikana zvakanyanyisa, im in shock😭 Dr Bonji REST IN PEACE MY KING ,SELECTOR Stephen Bonjisi Mbofana ,patime yacho

 

 

 

 

 

kuti muzoziya zita rekut G.o.g ndiyeyu murume uyu, hapana chimwe chaaida kunze kwekusimudzira,no daka nemunhu. Im very sorry my king ,i let u down big time maisada ndisiye izvi. Nematambudziko kumhuri yese yekwaMbofana , newese weku bullets family ,kubva 2014 tiri tese😭😭😭 

 

 

 

Iwe kutsman! Inga unoziya tina mama wani, bonji !!!! 😭

 

  • Share: