Wednesday, February 12

Vakomana Ava Vasiya Vauraya Munhu Mkoba Gweru

Admin and Cousins..Please help me kutsvaga mhondi idzi dzakabaya mwana wa sis vanhu nebanga last month vakatiza vanogara ku Mkoba 16 Gweru ..nyaya iri kuma purisa asi avasati vabatwa

 

 

 

 

  • Share: