Friday, September 27

Vakadzi Vane Vana 3 Nedifferent Father's Vonzi Ndiwo Mahure Hatishore Varume Sure Mitupo 5 Pavana Vamai 1

Tingati vanhu vanokumitisa ndivo vari wrong hre or iwe ndiwe hure unoita vana 3 vakasiyana mutupol blame men ipapo. Varume vakaona a single mother vanenge vatoti tawana wekutambisa. Mkadzi anenge atoti ndawana murume, izvo arikuda kungokutambisa. Neshungu yekuitawo imba, mkadzi kana asiiwa anotsvagazve umwe murume, but asingazivi kuti vazhinji vacho vanofunga zvakafanana. It's a fact kuti most men view masingle mothers sevanhu vari loose and vanhu vekungotambisa. 

 

Advice: lf You are single mother usamhanyire kuita mwana nemurume anenge auya mulife mako, tanga wanyatsoongorora kuti is he serious . ukasadaro unogara uchingoitiswa. Plus mazuva ano ukaitawo vana vako two or three haa chero kubviswa chibereko bviswa. Wotsvaka murume wekungogarisana naye . iyewo handiti anevake vana.Pfutseke kambwa face inenge Mbiya yemasowe vana vacho ndiwe unovachengeta here imi munokwirirwa vakadzi memuchitadza here kuvachengeta ketsambarafuta kamukono kemunhu kuzadza musha nevana vasivako

  • Share: