Wednesday, September 25

Vakadzi Vakuru Bishop Juliet Mai Mazowe Muchembere Soko Munosekerera Swagger Mwana Wa 2000 Achipenga Kupira Vadzimu

Instead of kuti vakadzi vakuru varambe vachingozhinya mwana wa 2000 uyu achiratidza kuva mentally distrubed tadii kumutsvagira help.

 

 

 

Nhai ma sisters ne ma cousins a Tadiwa madii kumbomunyengerera munowona mental health therapist please veduwe, kuita ngochani haisi nyaya but uyu arikurwara ari kuda rubatsirwo kwete rwemari or ma stars but psychological. Real family ya swagger please musaregera mwana .

 

 

 

Ini i blame vanhu vano mu supporter esp those who pay rent for him.. Variko vana vanoshaya ma shool fees kumamisha uku biz kupa swagger akatiza responsibility yake yekuva baba akatanga kupemha akasiwa anoita munhu kwaye uyooo anozviitisa nekuona zino richimuzhinyurira pa fb nxaaaaaa akabereka benzi anonzwa shunguuu baba vebenzi havana mufaro

  • Share: