Wednesday, September 25

Uk People Voti Mari Dzedu Hatisi Kuzoenda Kushow Ya Holyten Takatiza Nhamo YeZanupf KuZim Achadzidza Zvake

Saka apa wakunotarisira kuti team chando yakatiza Zim nekuda kwenhamo ikukonzerwa neZanu ichiuya manje kuzokupa mari yavari kuforera vachipisika madhodhi kuti iwewe uchiwana kurarama.

 

 

 

 

 

Inga une hanganwa chaidzo.Watokangwa kuti waiganza pano uchisvotesa vanhu nemusangano wakatuma vanhu kutiza nyika?.Wadii kungoimbira madhara ekuZanu.Team diaspora boycott this show.

 

 

 

 

 

 

Tunojaidzwa tumaArtists utu.Haa they need to be taught a lesson inini I already canceled them I won't attend any show yevanhu veZanuHavana basa nazvo ava ve diaspora vanototi beta tipedzere mari dzedu dzemagoo ikoko kwana Hori

  • Share: