Friday, September 20

Tytie Ochemedzwa Ne Nyathi Family Mukomana Pakaipa Hayaaa

Mafunga kudzoka kuvanhu Ka Moana ma views akudonha😂zvobatsirei kuita 1million followers uchiwana 23k views ...Tambai nevamwe zvakanaka🤗Tytie na Makoti zanganisai ma skit enyu NE Shona English yenyu hazvisi kunakidza ..Nyathi family 😂 vana Ava content yenyu itai muchichinja vanhu vanotokunzwirai henyu tsitsi imboitai

 

 

 

 

 

 

zvima Games zvekudya zvekutamba 😂 Muchiri makatonhora vapfana vangu shandisai mukana uyu wekuti ana Tytieee varikutizwa NEMA zimba makatonhora vapfana...Potai muchitaura nevanhu mu comment section hamusi ma celeb mhani musingadaire mafans enyu 😂 ndoita senge ndichakuvharai nembama hamuterere....

  • Share: