Wednesday, October 16

Tsaona Ye Bus Izvezvi

CAG bus involved in an accident at MapingaYah mapinga panoda kufamba ne speed shoma chaiyo .Generally CAG Busses Speed yavo yakanyanya. Ma Bus anomhanya zvawo iwayo. 

 

 

 

 

 

Speed yavo haipindirani ne MaRoads atiinawo mu Zimbabwe. They should just educate their Drivers to not forget that vakatakura upenyu hunokosha saka ngavasamhanya kuteerera Speed yeBus.Kungoti Zanu pf yakauraya nyika paingoda Zupco across the whole country..that way madrivers anenge asina pressure yekutsvaga mari but vachifamba netimetable regardless kuti ane vanhu or not..izvi hazvipere tichafa

 

 

 

 

 

until tachinja transport system yedu.Rapera Ka gore mave kuchekeresa 😭😭😭😭😭😭Aiwa ma CAG anomhanya iiiiiii ,izvezvi vanenge vachingotsika mafuta vachiziva havo zvakaita pamapingaMabhazi parikuda plan chaiyo team Riya vanogona kudriver vashoma Shoma

  • Share: