Friday, October 25

Tom Jones Why

Sis Holykreations tsiurai mumwe wenyu I know hamuzive ndozvaanoita. Mutsiurey murudo. 

Amen 🙏Kana usina mari hazvikutadzise kudiwa or kuve close nevanhu asi kuzoshandisa vanhu kwakashata. Nekuti vekunze vanenge vachitofunga urikuita zvihombe iwe

 

 

 

 

 

usina chaurikuita. Usape vanhu hope usina nekuti mumwe munhu anenge atotemba iwewenenhema dzako. 

I thank God I stopped relying on promises otherwise unogona kuzochema. 

 

 

 

 

 

Musazviitire vasina second option.

Takatendeuka 

Asi I hope shoko rasvika. 

Mwari ngaakuonese kuti urimunhu mukuru akupeo nyadzi. 

Tinotenda 🙏.

  • Share: