Thursday, September 26

Tiri Kuna V11 Remushonga Wacho Zimbabweans Standing With Tytan Olinda Varume Vese Vawakaramba Iwewe Ndiwe Victim Why Zvigadzirise Une Problem Amai

Baba sean,baba jayden,baba nandi,stunner ko vamwe vatisingazivi vese ava vari wrong ndiwe chete uri right nhema chaidzo iwe ndiwe problem ketty akazvitaura kuti iwe nastunner mukurongera taitos horror dzaiva chokwadi nyaya yemushonga yauri kutaura ndeye kunyepa

 

kusvika wauya nema v11 pafeya chaipo wafunga mvooo yadziva hombe yatakaona ichichemedza pokello ingodzokera zvakanaka kwete kunyepera mundevere uyo but uchadzoka futi pano uchichema unofunga kuti stunner anokuda kubva nhasi wakunzi mai dhliwayo

 

Anorwara uyu gore raahurirwa asada kuzviuraya hre ndokutourawa kwacho ikok Akuda kut musvonga kudii kwachoo wakadiwa urizibroiler nekut wazoita kabody wakuzviona watype yaDziva this time ukuhurirwa zvekut hauite zvimaLive unongodonha neBp zvovharana

 

 

Big fun rehiring n firing varume. neweo tytan kuchengetwa kunoda uchigona zverudo kudarika vakambobvapo chiona manje ita saMhofu vakahura vototengerqa Benz kuti vadzoke nezvombo kumba

  • Share: