Wednesday, September 25

Tinashe Mutarisi Manga Musingaposte Garry Arimupenyu Asi Afa Mave Kumuda Fans Not Happy

Chokwadi chataurwa hacho nemusikana uyu asi kungoti 😬😬😬😬

 

 

 

 

Vanhu ava havasimudzirane vanozosimudzirana munhu afa nxaaa dai vaisimudzirana dai tichimuziva kuma page avo if u cant post munhu kupage ari mupenyu why posting afa

 

 

 

 

Ndochokwadi this pple ndivo vanema platform mahombe isu tinovatevera but havasimudzire vamwe vadiki now makuita ma condolences isu ma followers tinovhunduka kaa kuti ndiyaniIf he knows he is right why did he block me.

 

 

 

 

 

i wasn't attacking him just amazed how this artist has become so popular after his demise. Honestly I didn't hear about him whilst he lived

  • Share: