Wednesday, September 25

Tinashe Mugabe Vakadzi Vamunototi Maslay Queen Mahure Havasitori Mukadzi Uyo Kupa Murume Vana 4 Vasiri Vake Zvinoshamisa Zvinotyisa Hutsinye

Wakakanharo apa 4vana wese hawasi wemurume haaaa pakaipa apa hanzi anonyeba murandarume uyu🤣🤣🤣🤣#everyone

 

 

 

 

Ndipo paunonzwa vanhu vachizvisimbisa heeee ane tattoo ihure heeeee anopfeka zvinhu zvisingaite heeeeee face yake ndeye chibhishu kwaaaa musingadi henyu kugeza

 

 

 

 

hezvooo abiya enyu ma waifi meterial manyama vana 4 vese havasi ve murume 🤣😂😂😂apa face yachooo haitombofungirwa kuti unoita zvechipfambi😂🤣🫣

 

 

 

 

 

Kushinga kwakaita face ndokushinga kwakaita moyo 🤔Hutsinye chaihwo...mai ava vakaoma moyo hmmm...4 here veduwe

  • Share: