Friday, September 27

Tinashe Maphosa Maitt X Oti Baba Harare Kukoira Kwavo Madhiri Ekuda Kutora Vakadzi Vevanhu Kukoira Seiko Nhai Imi Pane Vanhu

Zvavo Mai Harare kudla nerifa chero mjolo haumbofungi pakadai😋😋😋😋Vakapinda mu hospital vachidai varwere vanogona kupona , uyu utori mushonga chaiwo 😂😂😂😂😂😂😂😂Pamelah Tamirah ddnt know Tinashe aitobatikana zvekudaro 🤣🤣🤣🤣pandazongonzwa kuti Baba Harare ndikati ooh finishKungoti ndiri munhu mukuru, uye ndine vana vakura, handikwanise kutaura zvandiri kuda kutaura.

Anyway ndongoti Mwari komborerai Baba Harare😅Madhiri ekuda kutora vakadzi vevanhu baba Harare mirai izvozvo imwiiiSaka imi munoti tinashe agaregedze kurwadziwa pakadai

  • Share: