Wednesday, September 25

Tikaziva kuti OPEN UNIVERSITY Inenge Danhiko Olinda Ngaasaganze Ne Degree Re Law Rinongoitwa Nemunhu Wese Ada Online

Tikaziva kuti OPEN UNIVERSITY Inenge DANHIKO Chete munobatsirika 😂🤣😭😭 Law it’s not that easy here for you to actually practice it here unenge

 

 

 

 

 

wafamba zvakati ooo not izvi zveka online course kaitwa ke open university aka mbuya iyi inofunga kuti we are all madununu 😂😭🤣

 

 

 

 

 

Tisingatsvinye zvedu asi ndiyani anoda lawyer rinorwara nepfungwa riri pamapiritsi epfungwa. Iwe Olinda nyaya yako yekunyepa. 20000 a day unoibatepi iwe uchishandisa credit card wakazara nezvikwereti. Penga chinyararire.

  • Share: