Wednesday, September 25

Themba Gorimbo Mwari Anosimudza Marombe Kubva Muguruva

Kana takutaura zvezodzo kusimudzwa kwemarombe kubva muhuruva ndovanorehwa ava kubva masvingo kunoita landlord ku America mu mansion

 

 

 

 

 

 

, asi Themba nyaya yako yeku tagger zvima socialite vachiku ignore futi tsveta kure focus nevanokuda kwete anambwa vese vaunoswera tagger uchitsvaga following 🚴🚴🚴🚴🚴

 

 

 

 

 

 

Temba haana kubva muhuruva akashandira kusvika paari uye imba akapiwa kuti agare asingabhadhare rent.Munhu anozi abva muhuruva haana kana talent rekuratidza nyika kuti asimuke

  • Share: