Saturday, September 21

Tete Tilda Vofumurwawo Nyaya Dzavo Dzekunyepa Namai Sasha Yaa Pakaipa

Zvinyaya zvekwaTilda ndezvekunyeba kazhinji kuAdvertiser n'anga nekungotsvaga maviews. Maguta kunyarwa Tete imimi.Tiri kuuya kuzoita TOYI TOYI ikoko TESE SENYIKA mukaramba muchiuya nezvinyaya zvenyu.Tete vanenge varipabsa woo ndivo Vadi Moti havazive woo here Kuti ndezvekunyepa

 

 

 

 

 

 

Roxy ipapo haunyepi hako kubva kare zvinyaya zvana Sekuru Banda ana Masango nxaa nyaya dzenhema dzekuda kubira vanhu Mari takuvazivaVaripabasaka ko vangaitewo sei nemaomwero akaita nyikaNdakutofunga kut nyaya iya yevanasikana vayaa namai vavo yema tatooe raiva drama,uya akaiswa ma tatooe ake ku joza

  • Share: