Friday, September 27

Tete Tilda Tinehurombo Asi Ndimi Mumwe Achaguma Kuchikurubhi Mukaramba Muchiita Madrama Enyu Ekunyepa Nen'anga Dzenyu People Not Happy

Tete Tildah ndine hurombo asi ndimizve umwe achaguma kuChikurubhi mukaramba muchiita madrama enyu ekunyeba nen'anga dzenyu nevaroyi vefeki plus imwe nyaya mari dzamunobvisisa vanhu kuenda kuMothers day neFathers day kuti zvamwari chaizvo $800 inotoperera pa3days chete here???.Dai majekesa ipapo.Hakuna arikusara gore rino.TANETA NEMBAVHA!!!!Vanhu ngatidzidzei kukudzana mufunge tisaite tsika yekutukana kana kushoropodzana Tete Tildah Havana munhu wavari kumanikidza pazvirongwa zvavo Asi Kuti isu Vanhu vanoda Kuti vabereki vedu vaendewo kunzvimbo dzinofadza nekunofara nekuzorodza pfungwa tisu tirikubhadharira vabereki vedu kwete Kuti tete tildah varikupinza ruoko rwavo muhomwe dzevanhu hapana Vanhu varikumanikidzwa pakubvisa Mari Ivo Vanhu varikubvisa Mari varikuziva Kuti Mari iyoyo inoshanda pazvikwanisiro zvodiwa varikubvisa nemoyo inoda kwete Kuti varikumbunyikidzwaThe gud thing is hapana wavari kuisa havo Tambo muhuro unongobvisa wega cash yako

  • Share: