Wednesday, September 25

Tete Mildred Voti Maitt Haasikuita Senge Munhu Arikujeri Ndazviramba Vonzi Mbuya Vepakona Moyo Wakaipa Makafona Wani Kuchikurubhi

Cat family you are very funny....ngozi yemari haiuye kumba kwenyu..ichaenda kudzinza raChikiti...muchingo kuza kuti go mura matuzvi iwaya....Learn to tell her the truth...kuti mari isiri yako haisi yako...Zvikiti you send Mura to prison nekumukuza zvisina nebasa, and you're continuing,

 

 

 

 

 

I pray she comes out avekuona otherwise she'll perish MuraImi Mbuya imi kaaa makaoma munomaka Munhu zvakadiiii Iwo maBag iwaya ndoakubatai mukati hamubude husiku imi Munhu anotadza munotaura kuti imi hamusati mambotadza makaropafadzwa henyu anotonga

 

 

 

 

 

Munhu ndiMwari kwete imi manyanya kubva rinhi handisi kuti kuba kwakanaka but muzorodzei adzidze arikwaari ikoko Ari kuripa Mhosva dzake musorodzei maifunga kuti muchamuwana asara Musoro chete .Kukura henyu muTumbi asi pfungwa muchiri Ndumure chaiyo ende munomuona

 

 

 

 

 

Tête mukaramba makadai kusvika December munenge ma kufamba neruseroKo pamakambofona kujeri paye makanzi haamo here nhayi, maida kumuona akaparara manje mwari haagare kumba kwenyu plus haadle sadza Kumbar kwenyu, Muchaita dhipuresheni weee

 

 

 

 

 

Ehe Manyara kaaa ndimi muntaurisa kuita dzungu onai Munhu akatosimba apa muriku funga arikutamba nhamo iye achitoputika muri very stupid tete imi tugaro tunege twa java

  • Share: