Wednesday, September 25

Teacher Edmond Mutetwa Kufamba Achigera Vana Vezvikoro Kumamisha Vhudzi

Murairidzi wecricket - Edmond Mutetwa - ari kufambira mberi nechirongwa chake chekurairidza mutambo uyu pachena muzvikoro zvekumaruwa.

 

 

 

Apedza, ari kubva agera vana vechikoro vhudzi pachena.Well done for remembering the rural child. We applaud your efforts. Kugera vana mapedza ma sports coach vamwe vanenge vasina mari dzacho dzekunogerwa matoita basa👏👏

 

 

 

 

 

Saka tichiti ngavambomire zvekupanana dzimotokari vavandudze zvikoro nemakiriniki bt havadi nxaaaa mhani...kubudirira kwenyika kunoeka nekuva neproper institutes for education proper hospitals and clinics and clean

 

 

 

 

 

water then electricity vakagona izvi vanozokundikana nei kuisa mamalls in rural areas and tared roads vangazokundikana sei Zvirikuitwa nedzimwe nyika....then macivil savants otambiriswawo mari inotenga....

  • Share: