Wednesday, September 25

Tariro Munangagwa Daughter Otukwa Kushata Kufanana Nababa Mushure Mekunge Achingoposta Baba Vake Pese Pese Zvinzi Ngaadzikamewo Sa Bona Mugabe

Anondibhowa zvekuti kuInsta achingoti Daddy , my father ,my President.

 

 

 

 

Dhemeti!Bona akadzikama ko umwe uyo akuzhinyei ipapa😏Bvani kunaka hre aa the garwe fam yambainakisa ehh ende kufanana negarwe avatyise wena lol

 

 

 

 

 

Kwakayipiwa kumhuri iyi, ya Ed mukomberanwa chaiwo, kushaya kana one ari better haaai ungati matsakunyena 😂

  • Share: