Wednesday, September 25

Tari Na Martin Voita Zvinonyadzisa Kufamba Vakabatana Magaro Zvisina Kuzofadza Mafans Matadza Kuitira Kubedroom Kwenyu Here

Garo raunongobata mumba everyday ndoraungabva waita kufonyora paruzhinji karume aka kakutongoraramira malikes

 

 

 

 

Pekugara chaipo panonziwo penyu hamutorina basa kungoswera muchimbeya mumaraini muchimbanyana magaro.Baba naMai zvese kushaya kana fokasi nelife

 

 

 

 

 

zvachose chavo chavachasiira vana panyika zvimaskit zvekuTiktok.Sorry katatu vana venyu ndaona vadzvova nhamo kuti dzvooo chaiko.

  • Share: