Monday, September 16

Tamuka Coaches Why Irikuramba Kubatsira Parufu Rwa Kelvin Mupondiwa

Justice for Noah Kelvin Mupondiwa Tamuka Coaches why murikuramba kuva responsible pa funeral ya kevy makuti aisashandako mmmmhAnogona zveshuwa asina kumbobayirwa chitupa kureva kuti haana contract yaakasaina kumaOffice. Vazhinji vanopinda mabasa like that zviri informal. 

 

 

 

 

Company yaifanirwa kungobvisawo chema but havasungirwe kuva responsible nerufuMa company enyu Imi arikuvigai asi or munhu anofanira kunge aine policy senge vanoshanda muroad unotoziva kuti kuona manheru anhasi or mangwana inyasha

  • Share: