Thursday, October 17

Tadiwa Opfuurwa Mumusoro Ne Police

 apfurwa nepolice mumusoro achibva kunotora mabhero kuMozaEish uyu andirwadza uyuWasu wasu usauraiwe kunge huku bururu warwadza hama

 

 

 

 

 

Avharira truck remabhero kty risabatwe nepolice iye ane Mota diki kwakuona kty truck raenda iye kwakumira police lwakumupfura musoro kwakufaAsika mabhero zvaakangozara muno kutoshaya

 

 

 

 

 

pekutsika Bva ngavauraye ka varikumatengesa vacho hongu pmwe zvange zvisingaite asi kuzouraya ummmmmHaaaa but pakupfura uchiuraya apo ndopatirikuramba ......vanachidhumo chaivo vakanetsa hatina kumbonzwa kuti mapurisa avaura isu,vaitopfura mapurisa acho wani

  • Share: