Wednesday, September 25

Swagger Vari Kusouth Africa Mubatsireiwo Oti Iye Haana EDZI oburitsa Maresults Ake Ayo

He/she needs mental health 😝😝😝 akutopenga takatarisaMbolis kanga kaiyiisepi nhy

 

 

 

 

Now I can understand why dzaka decider kuita ngochani 🤣🤣🤣Saka akafa mumusha mavo vachatorovawo guva rake here handinyatsoziva hangu zvekurova makuva izvi ndakanzwa kt kudzora mweya wemufi mumusha so uyu mweya unodzoswa futi here

 

 

 

 

 

Ko nezuro vaizvipima ropa palive heyo edzi yenyika zvanzi ndiri muhwere ini hameno kuti mai mazepinekisi vari kufeeler sei zvakaoma mufunge😮🤔

 

 

 

 

 

Mazuvano ichabatwa munhu ere edzi varikutonwa mapills avo chaizvo varikungobuda vasina ameno hanzi inonzo low watwatSaka ukaita one line it means Uri positive here.ko kana uri negative panoita sei

  • Share: