Wednesday, September 25

Sviden Ave akungopiwa Zvinhu Kubva Paakapiwa Na Olinda Iyezvino Atengerwa Grocery Ne Fridge

Team diaspora munodadisa.Mummy vedu Svidhy vakatumirwa grocery re3000rands plus fridge yamunzira😊.

 

 

 

 

Mummy Svidhy mubve matiratidza grocery rese tizoita tese bhajeti semhuri nekuti grocery re3000 rakawandisa zvekuti rinofanirwa kudhonza gore

 

 

 

 

 

richiripo zvinhu zvaoma haisisiri nguva yekungodya kunge benzi.🤣🤣🤣🤣🤣3000 hayichazadzi trolley even mushoprite but well done diaspora

  • Share: