Wednesday, September 25

Stunner X Wife Dione BBL Yakakanganiswa Magaro Oita Senge Cardbox Kuita Four Corners Hazvisikuita Nyika Yese Yoseka Zvayo

Dione wakaenda same place nekwa Aunty Zozo handiti?.Muri kuvaudza here kuti muri kuda eround?Munhu taura shepi yaukuda usangonyarara kunge zuku.Ezvino chiona manje wakungodengezera mazigaro efokona

 

 

 

 

Chete zv inonzi munhu anoita zvaanoda ne body yake but ihh izvi hazvina kunaka hazvo

 

 

 

It just too much , zvakango bvanyanguka bvanyanguka so.Apa kuzvida kkkkk she thinks she is hot and untouchable...I feel for her😂😂🤣🤣

 

 

 

 

 

bt magaro acho haachanakidza kubva zvaatanga kutengeswa🤣🤣🤣 unoita kunge munhu akapfeka hako dombo riye rinotsvedza🤣😆😆😅😅😅

  • Share: