Friday, September 27

Sisi Mecky Vonzi Ngavamwe Mapiritsi Nenguwa And Vadye Zvineutano She Is Deripitating

Get well soon Sisi Mecky 😘Kubva paya pamaka zhamba palive hubby wenyu kutengeserai imba makabva matanga kudzikira.. Imba iya makazo dzorerwa here uye muchiri naye here murume uyu?Ngavamwe mapiritsi ne nguva chete,vadye zvine hutano vanoita rightSeems some people have nothing to do other than investing their time worrying about other people’s health conditions.Is this wat we have become? Ende munoshamisa

  • Share: