Wednesday, September 25

Shema TV Kokuzodzidzisa Baba Ruva Kudya Sosage Hanzi Musatsenga Yese Chokwadii Here Murume Mukuru aoitwa Pwere

Baba rue vachitaura namadam yavo pafoni hanzi I love you zvikanziwo nemkadzi I love you asi nyaya ndiyo ndiyo mai rue varikungoti kumrume mouya rini chidzokai vasuwa chimwe chavo asi shema anozozvinyanya shuwa angati kuna baba rue moiziva here sausage makamboidya anobva azovaita kunge bharanzi😡

 

 

 

 

 

Vagara ibaranzi zvavo, Shema arikutovaitira zvakanaka kutovabvisa muhubharanzuHandioni chakaipa hangu ndoona sekuti vanenge vari pakufara chaiko baba Ruva naivovo munhu akasununguka zvisingaiti chaiko havanei nezvakawanda munhu anotoona kuti upenyu hwachinja

 

 

 

 

 

BaRuva ndazoona hangu vatanga kusema maiRuva dai zvaibvira Mai Ruva vambouyawo kutwn vorukwawo msoro nekutengerwa hembeChero munhu akaita chakanaka sei maZimba mongosvoraa ,iwe wqcho ukusvora chawakaitiraa vamwe chakanaka ndechipi ??yemuraiwoo mabasa evamwe musatsvake kuisa huipi pabasa rake @vangani vanogona kubatsira umwe munhu pamuri ????

  • Share: