Friday, September 20

Shamwari Ya Gerald Wekuuraiwa Namuchacha Yotaura Zvakaitika Zvese Ku ZRP Malbra Nyaya Iyi yakatomboemda Ku Police 2018 Zvinzwirewo

Tafadzwa Chidawa ndoo nyaya dzake ka idzi. Hero basa detective.

Pattricia Jackie 

Patricia hide me ndiri friend yaGerald taigara tese kucranmbone ishuwa akashaikwa paakanogara namai tt kumalbra nyaya iyi yakaitika around 2017 kupera kwayo kana kuti 2018 kutanga kwake last time yandakataura naye aiti ndasungiswa namai tt vati ndakavabira malaptop nefone so

 

 

 

 

 

 

ndatorwa nemapurisa ekuharare anga adzokera kumba kwavo kumasvingo kumba kwavo ndakaenda kucentral kunomutsvaga asi handina kumuwana kubva ipapo handina kuzonzwa nezvake brother yake akandifonera achifunga kuti arikumba kwanguu here ndikati no from there haana kuzowanikwa futi

Pj reply dei mauya musiri ghost ..ok can I have the brother's number. ?  ?

  • Share: