Wednesday, September 25

Shadhaya Onzi Aone Vanonzi Vakadzi Not Wake Aiwa Elgringo Anikukunda Pazveze Nazimba Otaura

Shadhaya huya uome vanonzi vakadzi kwete ka mbuya muderere kako kema handbag ekumarunner

 

 

 

 

 

Mai El Gringo kunakisisa kuita shugaaaa! Kuita kubaka, ahhh nyama last! Kwete zvigumukumu zvamunogara muchiti zvakanaka zviye.

 

 

 

 

 

 

wow, kwete zvevaya vatnogara tichinyaudzwa navo vachingonzi ndovega vanogeza ndovega vanopfeka zvakanaka haiwawo. munyika medu mune ma sisters akanakisisa chokwadi

  • Share: