Saka nyaya yaDorine ishuwa here? SadNdosaka ndirikuda kubara hangu vana vangu 3 ndoziva ndane hama dzangu for better or worse
aMai Mazowe Speaks
Haana mhosva asahwira,arikudawo kuroorwa saka musamupe mhosva.Its only kuti
aiziva chete kuti ndiripo,ndopega panonetsa kuti aida kuti ndisiye imba yangu here kana kuti aida kuti tiite vaviri pamurume wedu?,saka ndabvuma zvangu kumusiira murume nekuti handidi kubarikwa ndato zvichemberera zvangu ini....😪