Wednesday, September 25

SADC Yoti Nelson Chamisa Ngaapinde Pa Ground Nemacitizens Tozopindira Or Munozoona Shanduko 2028

Shoko riri kubva ku SADC hanzi God Is In It ngabude paTwitter atange kuita action paGround , then tozopindira kana kuti momirira 2028 futi

 

 

 

 

 

Zvadirwa sugar manje, hanzi ne SADC Troika mukomana ngasimuke atange kuita action paground then topinda cz tiri kuita setiri kumumanikidze iye asiri kuda kuita President ngaiitinzwe SADC ichitaura uye zvavari kuita zvese kana 

 

  • Share: