Wednesday, September 25

SADC Haisi Kumhanya Zvayo But Irikuziva Zvairi Kuita Ana Munangagwa This Time Varikubviswa Zvechisimba Or Zviri Soft As Wool Tichafara Vana VeZimbababwe

Mukaziva kut nyaya aingopere neone day vanhu modzikama ,saka muda kut sadc iti ga ga ichimhanyirep wait izvozvo zvekumhanya mhanya kunge mune manyoka ndozvakaita kut muwire mudhodhi pamakajamba mugabe sted

 

 

 

 

 

Inga takazvitaura kuti it wasn't easy for Vana veIsrael kubuda muEgypt. Mwari akaomesa musoro waPharoh (Zanu) though akaona zvishamiso zvese But at the end ,Moses (Chamisa) akapuhwa Simba at last to cross the red sea.

 

 

 

 

 

Our red sea now is SADC Kune avo vasina kunzwa kureva kwezwi ndivo vakarasa tariro.Vamwe tiri kuziva kut Chamisa achapihwa zviri zvake 2023 uno.Madii matora screenshot mozondikona kana gore rino rikapera zanu isati yasunga mikwende

  • Share: