Thursday, December 26

Rimbi Bus Richimhanya Zvaro Mu 160km Tine Vanhu Izvi Zvakonzeresa

Rimbi bus driver filmed travelling at 140km/h with a bus full of passengers.

MmmmmMy question is before we talk about rimbi driver what about the one with phone on his hands and he's also driving 140 km/h is not not putting other motorists on dangerKune vachiri kufunga kuti Bus ne motor diki zvika engagwa same speed zvinomhanya zvakasiyana batsirikanai panapa, kukura kwe vhiri re bus nekudukupa kwe vhiri remota diki hazvisi zvoreva kuti Speed isiyane example panotenderera viri re bus ka 2 times vhiri remotor diki rinotenderera ka 4 or 5 times but speedometer inenge ichingoratidza pa same Kilometres per hour 

 

 

 

 

Kana pa deshboard pakanzi 140/H meaning varikuti inenge ichi cover 140 Kilometres pa 1 hours same same ne motor diki Saka bus hapana paringanzi 140 Kilometres per hour ro cover 160 or 180, Fungai zvakadzama iwewe ukaita 1+1 kozoti mwana ane 5 years woita 1+1 answer imwechete =2You need to slow down the way you find joy in kuseka chikondo zvekuti unofara I tell

 

 

 

 

 

gore rauchanzi wazvambuka kana kurovera neFH vanhu vanenge vakakumirira dai wambodzikama coz it seems unotori nakakufarira mukati eeh gondo Raita break down gondo rawa ndendichikuonai hangu chief asi ramangwana akuna anoriziya

  • Share: