Tuesday, September 24

Prophet Obey Tichafa Voti Ndakakuudzai Pane Achafa Kwasara 2 Zvakaoma

Zvauchapedza vanhu vese nekuda ku prover point 

Ende uri kufara manje uchafira mumaoko ema south africans kwawakutambira uko

 

 

 

Porofita zve Zimbabwe kuti wats next nekuoma kwezvinhu asi chako irufu chete

Ma fans ake panyoldo penyu mukauya muchimhupukira

 

 

 

 

 

Ana makandiwa wakauya ne miracle baby tikavamisa

Ana Ubert enjero vakauya ne miracle money tikavamisa 

 

 

 

 

 

Magaya akauya ne Aguma tikamumisa

So iwe tati zvakwana chimira Baba mogona kuvavenga henyu asi vanoona chero ini bdanga ndakatovavengawo💔

 

 

  • Share: