Saka ZIG rikudiwa nani , vanhu voitasei naro?
Via @Sharon ViviersKana officer uyo asiri kurida zig racho ngaaende anomhan'ara kupolice ka🤣Spot fine should be for foreign reg, as long you are local reg must be given ticket to pay
in 7 if not 14 daysZimbabwe let's wake up and support Mr Geza nw see kut kwatiri kuenda hapana ma big shops arivhara bcz of ZIG iroro nw police yacho yoramba ZIG racho fut apa ndowarikuda kusunga munhu akutaura chokwadi chobatsira nyika nxaa this Government 🚮
Matanga futi kuisa ma videos ekumablocks murimhata it's fun honai zvamakaita kumqbvuku now mablocks everywhere ahhhhhhh munenge muchida kupisa zvenyu but makutikwadzisa vamwe nxaaaaa tibvirei ukooooWhat's funny is that, just recently i saw a headline that says vendors must
start using POS machines but a big ministry like ZRP doesn't have those
Same applies to ZINARA, whe they catch you with an expired Disc. Why not pay on the spot then collect it at the nearest post or ZINARA office ?