Wednesday, September 25

Pokello Oti Happy Wife Zimbabweans Voti Buritsa Ka Nurume Wacho Tione Faka Pressure

😂😂😂😂faka presha merisa kana Uri happy wife buditsa murume wako tione🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣But gore rino ngatimbofamba naye. Ndivo vari kudya mari yenyika. They stole our vote.Kubva pandakanzwa kuti anorohwa kwete mbichana,the husband ari abusive zvekudaro huh handichive zvese izvo,pamwe pacho zviri nani kudya mutetenerwa ndine peace of mind all that glitters is not gold hama weee…Titende Mwari nezvatiinazvo🙏🏾

 

 

 

 

 

Mamuka sei sorry mazuva ano ndiri kuswera kupage kwasisi Mai Nathan ,Bere redu renyika. Ndandichida kungobvunza kuti apo pakanzi happy wife pakaiswa rinhi kutotangawo kupaona nhasi?.Anyway happy sunday

 

 

 

 

Munorwara imi busy kuseka kuti happy wife second best iye ari kudriver G wagon now imi vacho mune venyu mega muri kutyper makagara mukombi pakadoma futi pamatokumbira kuti ndine 50 cents ndiiseiwo paKD

  • Share: