Thursday, September 19

Peter Moyo Why Kudaro Mukadzi Carol

Ndaedza kuita mind my own hokoso but on behalf zvaramba. Ndiri Kuda kumbotaura nezve Bluetooth family regai ndiite small small nyaya. Tese chekutanga tinoziva kuti kana wanakirwa kana kuzviroora unoita nekuti unoda mumwe wako saka ndizvo zvakaita Pana Bluetooth family . Sisi

 

 

 

 

 

Caro ndivo zvavo akatumira bhudhi peter mari yekuroora chakaipa hapana chikuru rudo asi zvino pane dambudziko bhudhi madhirezi vanomada kani uye Sisi vangu vanga vasvika pakuneta nekuti va zvanga zvanyanya kani . Munoziva chakapfukidza dzimba matanga Saka murudo vanhu vanonetsa

 

 

 

 

 

asi zvavo zvanga zvatinyanyei. Now pane nyaya manje Bluetooth family mama na dad havasi kunyatsowirirana saka kuuya kwakaita Ku Africa zvabva zvanaka nekuti pari Kuda kugadzwa dare family kuti vaone kuti either vanorambana or kugadzirisana dzimba dze Bluetooth dzinonetsa kani. Saka ndichadzoka ndichikudzai kuti dare rati chii manzwa.

  • Share: