Wednesday, September 25

Patricia Jackie Zvobuda Izvo Aironga Kuuraya Maitt Audio Robuda Ndiye Akange Aka Hacker Account Yavo

Patricia Jack ndiye hake aka hacker line ramai Tt paya vanhu mukati kamuchacha anonyepa audio iriko kulive yaDoreen akatora Mari yaiva muecocash social media vanhu vachairayana chokwadi .

 

 

 

 

Chihera ayitaura chokwadi kuti Pattricia Jack ndiye aiva mastermind of zvakaipa paitamba Nasis mai Fifi chokwadi chazobuda nhasi.

 

 

 

 

Haaa PJ ibasa kubva ndichatanga kumuziva pakafa mwana wa Dadiso blacks akanoba shangu kurufu vana sis Melly vaiveko kurufu zvikanyadzisa wani

  • Share: