Wednesday, September 25

Patricia Jackie Oti Doreen Masomera Akauraisa Munhu Nemadragsss Zvinoshamisa Zvinotyisa Munhu Kudonha Kubva Afa

Apa paflat ra doreen masomere after atengesera mwana uyu madrugs pamba pake mwana akabva amwa overdose ndokukwira paflat 7th floor akasticker ndokuzvidonhedzera pasi part 2

 

 

 

 

Zvinopera mushe here nyaya idzi vakadzi soka Dayi Mwari vatibatsira chokwadi tave nerudo pakati peduZvako ndezve kuti no to drug abuse here. Or ndezvekufambisa page rako nemakuhwa. Wadii wareporta nyaya kumapurisa. Wasiira vedare redzimhosva.

 

 

 

 

 

Ini ndakagarisana nemunhu aitengesa Bronco nema drugs panext handina musi wandakaona achitengesera pamba and they even said it pamba it's a no ndingatonovhura musika for pretense

 

 

 

 

sekutenge ndikuita mafruits iye achimhanyisa basa rake saka hamenowoThey used to beat us for not finishing our food, now they get angry when we aet the whole loaf of bread.

  • Share: