Saturday, September 28

Patricia Jackie Oshungurudzikana Achibvunza Maitt Mari Iyi Yese Wakaishandisei Eoshaya Kana Bhara Zvaro Wofira Mujeri Mahara

Yaaa were did all this money go asi veduweHaaa zvinokunda ngoma kurira Kushaya kana bhara here veduwe nemari yese iyoyoMari zvayo hapana kwaichabva srry vanhu wemukando on behalf of mura pliz forgiveDuring the time she was in a relationship with Tinashe she was spending a lot kubva kuma rooro kuye,neku order hembe nekusonesa,kwakuzoti ku travela nekuita zvemuchato neku flya ne chopper 😆,plus remaining balance after the wedding to start a fresh nema fees nechi chi 😆😆😆,She couldn't live her life according to what she can afford,competitions with madam boss and Olinda made her to be a thief .She was doing so well as a comedian and would have stuck to that.I blame her bridemaids who supported her instead of telling her the truth.Asi vanhu munezvivindi I dont think munoseenza mabasa anorwadza ini

  • Share: