Friday, September 20

Pashata Maitt Vatorwa Ne Police For Interrogation Nenyaya Ya Garry Docket Ravhurwa

She got threatened na mai TTShe was crying too makes me wonder 

MaCID please hero basakutya uko cz pakanzi parikusungwa vanhu iye anosungwa akadii kutaura makoe ese ayoMmmmmmmm Mai machira vari kutya she even shade tears. I guess vakashekewa or kutoudzwa kunzi if you don't reverse your statement tiri kubata vana vakoZvinhu zvacho 🙌🙌🙌🙌

 

 

 

 

..mumwe jerry mupenyu ariko akaroora ariko Ku headquarters ye zaoga Ku waterfalls. Yes it confirmed akadanana na Mai TT between 2016- 17 Mumwe Ari kuti nyaya ndeye chokwadi jerry is missing tava ne pic. Ok both sides. So

 

 

 

...kana Ari mupenyu he just have to come and clear his name. Vanga vachitaura zvavasingazive vosingwa vese of false information and also defamation of character pa Zita Ra Mai TT much claim kuti pane zvaakaitaCase closed. Mai maketeni vari kuti jerry mupenyu uye nyaya yacho ndeyekuti jerry akazadzwa chirwere that's 2016-17 ndofunga. Saka Vanya vaiti akafa chiendai police with evidence. But also she was shaking zvake.

  • Share: